Loading video…
Hook
More breakout videos from this creator.
Ndokumbirawo musandipe mamaragadwo aya handipengi ini. Imi wapiritsi rako rino kubata kurara. Mbuya vamira, shuwa mungandidai icho kwadisa urove duwe. Iwe iwe nyarara, umwe piritsi. Sister handipenge, nyaya yemurume yanetsa kudai ndibatsirewo. Mwana wamai, ndiyani akavimba nemurume akasanya dziswa. Shuwa mwana wamai, it's a setup yakatoitwa ipapa. Muisikana uyu anoshandisa mushonga, I believe hane zvaakaita. Chito namata wamai. Nhai ndotangira papi, ko vana vangu vachadii manje? Ndo udzai ani ko nhai imiwe. Ko imi motopenga zvemashuwa here imi, mukuratidza kuti muri right one? Yangu inyaya yombe, handipenge ini.