Hook
More breakout videos from this creator.
Ndinonzi MyMiracle. Ndiwe wani? Ndinonzi MyMiracle. Chii chiri kuitika apo? Ndiri kukuenda kumba. Sekuru musambanya imbateti mpepiritsi zvatanga. Naye mwariri zvariri drama chairo. Everything happens for a reason my miracle. Pedzai kudya muende kumaroom kwenyu. Mumwe mapiritsi simukaitone. Fambisai munobowa zvekuti. Vanhu imi. MyMiracle warara here? Naye mukudzei ukabatwa ipapa. Uchabaiwa Jackson riri remombe. Ko kudeyi ipapa iwe haunzwe chete? It's okay ndangandichida kuti goodnight my angel. Ndandatoita angel yako nguva iyi. Chienda mukudzei tutaure mangwana. Munana kika bora. Mwari chengetai vana vangu. Handina rugare mumoyo mangu. Haa pana mai Miracle takagona ndichangofonera ambuya vake kuti ndindozvirikuno. Havana zvavanogona kuita vachambera grain. Naye ambuya vaMiracle muchadzokera rini kubindura? Kwakanaka here kowauya sei kundidzinga pamba pemwana wangu? Ah imi we need space veduwe. Chidzokera inivana munowana garden rawo ma. Iwe Sauro, wakangonyarara ndichidzingwa pano? Zvinovana varikusara pano pamba pababa vavo. Ime amai imi. Inini hamunyatsondiziva zvakanaka. Munofunga kuti ndiri mai Miracle ini?