Loading video…
Hook
More breakout videos from this creator.
Iwe ochanndura ene BP chete, wakaudza ani kuti mai vako vari kuuya pano? Mai vangu vasvika nguva iyi? Havana kutaura kuti vari kuuya wani mai muri pi? Mai mai muri pi ko? Indava muchinguya musina kutaura panapa zvaita sei? Iwe Sauro une shuwai iwe? Kundi bvunza zvekupenga izvi. Hauzive kuti une mukadzi kubindura iwe? Amai mukadzi iyeye iye ndo gauge renyu rekuri misa randakakutsvagirai. Iwe Sauro, unopenga chete. Vana tu nemukadzi iyeye nekuti waona pfambidzi wakukangamwa mhuri. Zvino ndikudzokera kunomutora nevane. Anouya kuzogara pano nevane. Hameno pfambi iyi ichaita sei? Makuenderera gogo. Wamukuti pfambi ndiani? Ziva ipe kugumira. Manzwa ka?